Thank you Sr, people like in Bulawayo, we bought stands 2017, till today we are no yet given those stands instead they want top up, what kind of a thing is that, this zanu pf
Arikutoda kuisa mwana wake ipapo paukuru hwemasoja kuitira kuti any info inenge tafamba inoswera yasvika paari saka ma1......kungotiwo sanyatwe ibenziwo futi akati opposition haife yakatonga zimbabwe tichitambura kudai zvakaoma
You guys gave mnangagwa too much power
Thank you Sr, people like in Bulawayo, we bought stands 2017, till today we are no yet given those stands instead they want top up, what kind of a thing is that, this zanu pf
Asante sana! Aluta continua!
Kkkkķ zvesure ungape Genaral basa ranaPeter Ndlovu. Kudyairira
Taura hako 😄chii ichocho chinenge ngozi
Vanomupa advise vari right right here
Nguva yakwana General musaitiswe kudzikisirwa Kudai
Kajongwe kachitanga kuita zvimapapiro ndozvaita munangwa vhudzi rakupupuruka imika
Chazoibva chingungundengu chazotsvuka huya 31 march.
Hazvishamisi. It's what we all put in position. He is younger than all of them. If we do not agree let's just agree to disagree.
Asi ishuwa iyoyo ma sports person akawanda munyika umu vekuti aise pa sports ministry
No to tribalism ❤❤❤❤❤
Ngatibatanei chichaye zvekutorevesa musi wa31 kufiwe kana kuchifiwa
Mazimbabweans ngatibvisei mweya wechicomrade tese vakuru nevadoko tiise musoro pamwe kana tabvisa dambudzo tigadzire nyika
Arikuda kumuuraira ikoko
Bcz anenge asisina security
Plz ngawarambe cde sanyatwe
Very true
Arikutoda kuisa mwana wake ipapo paukuru hwemasoja kuitira kuti any info inenge tafamba inoswera yasvika paari saka ma1......kungotiwo sanyatwe ibenziwo futi akati opposition haife yakatonga zimbabwe tichitambura kudai zvakaoma
Mboma ndonyowani . Bhutsu dzinopinda jecha pasi.
Ko Tshabangu na Chigumba?? Are you gonna let them go free? Akawadzisa macitizens .
Hanzi tukomana twaEd tuviri tutatu tuchingoti hawuu hawuu😂😂😂ndazoseka
Ndimi makamuisa mubvisei
ED Mnangagwa moto
Kanti konje uSanyathwe lo nguye owathi izanu pf izobusa amadonki aze amile impondo😂😂😂
Yes he is also stupid
Ngachivhe mhani
Mnangagwa looks old
ED zvakwana ngaachenda
Ndipei mapetrol bomb 💣